A Zimbabwean man is said to have physically attacked his wife using an iron bar and cut her , killing her instantly.The reason being the man saw some love messages on his wife’s phone which was being used by his sister .In a fit of rage the man attacked his wife thinking she is the one who was communicating with her boyfriend and cheating on him.

“Pane murume akauraya mukadzi nekumurova nesimbi thru kuti tete vemukadzi(hanzvadzi yemurume uyu) vaishandisa phone yemuroora kusenderana ma msgs nemudiwa wavo saka murume paakaona ma msg aya mu fone yemudzimai kwaakufungira kuti mukadzi arikuhura, akamurova nesimbi mumusoro akamucheka cheka nayo and she lost her life , tete vacho was so disturbed by this zvekuti vaingofenda fenda panhamo pacho. Ngatingwarirei ma cellphones edu uye varume ngatisatore action tisati tanzwisisa nekuti tinopa satan mukana tikazodemba” ,said a witness.

12