” The sad thing is he doesn’t even know kuti dzatodambuka.Mweya yetsvina chaiyo .Dzimwe nguva kanomboshaina nehure rechingezi  pamwe komboshaina kuti I can dance.Uone kadance kacho kunga huku yanaiwa.Baba angu bonga iwe.Chibharanzi zvechinoita.  Shame. Kanonga kari kutozvirwarira too.I hope hakasi kuzodza anhu” said sisi Vee.