” Pa 9648 Kuwadzana phase 3 Harare pane mashura emudzimai anonzi Vimbai/Sharon Muudzwa remwana anosheedzwa achinzi mai Kupa uyo ane makore 20 ekuberekwa ku Corobra.

Mukadzi uyu akasiirwa mwana wemukoma wemurume wake anonzi Princess Goto waanga achichengeta ane 2yrs 7months ndokutanga ku abuser mwana uyu achimunyima food, achirariswa mubathroom mune zvingwenjere musinga tomboite.

Princess anga asingawachirwe namainini ava ivo vane wavowo mwana wavanoitira everything mudiki vodya vasingapewo Pee. Mwana uyu pese paitonhora apa aigezeswa cold water early in the morning zvekungodirwa kunzi abviswe tsvina newet nekuti haasati akunatsogona kutaura. So mwana uyu akazotanga kurohwa kunge nyoka akadhumhiriswa kumadziro .Kutaura kuno ane zironda mumusoro pamwe nekupiswa ruoko nemoto nekuti hanzi anopirwei food nema neighbours.

Zvaiitika izvi zvaiva mumaziso evavakidzani vese kusvika vazonoreporter nyaya iyi yemunhu ari wicked so mushure mekunge vapfuura nepamba apa vakanzwa mwana uyu achichema ari muchibathroom ichi chaaiva asiya avharirwa namai Kupa ava kuseni asina kudya. Vanhu vakaungana vachionawo mashura emaronda ane mwana ekurohwa muviri wese zvakachemedzawo nyangwe manurse nemapurisa epaDzivarasekwa nekushungurudzwa kwemwana . Mukadzi akazouya kuma 5pm kubva kuseni achisvika pamba paine chaunga vakamuendesa kupolice saka akavharirwa kutaura kuno . Izvi zvakaitika nezuro musi wa 2 August 2017 mwana akutorapiswa nepolice nechildline . Pliz hama neshamwari kana paine ari kuziyawo kune maparents emwana uyu real mum avo vakasiira murume mwana uyu mushure mekunge varambana ngavazivisewo police yepa Dzivarasekwa 2 . Baba vemwana vari kupurazi reku Buhera havasi kuzikanwa pavari chaipo asi vai supporter everythng kunze kwethis month only havasi kutoziya kuti mwana ndomabatirwo aanga achiitwa. It’s a sad story lets pray for Princess too she’s in hospital now ari very serious. ” Said a source.