[03/10 7:30 pm] Cover G0a1d: I’m watching that post yemurume akurova mkadzi since we cannot post on the platform ndati ndibvunze kuti murume rudzii anorova munhukadzi uye ndewepi sis Vee ko dai vari sisi vangu ndaifeela sei

[03/10 7:35 pm] Sisi Vee: Iii zvakaoma idi .Pamwe ashungurudza step child mwana wemurume

[03/10 7:36 pm] Cover G0a1d: That may be the case but hazvina kunaka kurova munhukadzi simply because ari defenceless ndarwadzwiwa sis Vee

[03/10 7:39 pm] Sisi Vee: Ko kana kuri kuti ari kupisa or kutinhawo mwana vemurume ….mwana ari ‘defenceful’ ere?

[03/10 7:40 pm] Cover G0a1d: Violence is never an option vanhu mogara pasi motaura that’s why vakdzi vachizourawa muGBV hasha hadzina kunaka let’s be civilised and try counselling at least or divorce zvry nani

[03/10 7:45 pm] Sisi Vee: I hear you.If it is a case of being violent to step child iye should not do that I guess .I have seen step children vachioneswa moto mudzimba umu …not knowing hangu as of now kuti chii chamboitika chaizvo.

[03/10 7:53 pm] Cover G0a1d: Yeah i get where you are coming from but personally i feel kuti nomatter the situation a man should never lay hands on a woman if it was my father hitting my step mom trust me i would step up for her

[03/10 7:55 pm] Sisi Vee: Ini iri hanzvadzi yangu yakinditsirwa mwana by evil step mum ndinototi rovawo but usauraye..

[03/10 7:56 pm] Cover G0a1d: Kkkk you surely have the words to make things seem lighter kkk but vakadzi havasarohwe hazvina kunaka kkkk

[03/10 7:57 pm] Sisi Vee: Kekekekekeke I hear you …mastep mother ngavasashungurudze vana too

[03/10 7:59 pm] Cover G0a1d: You surely aren’t biased i like your standpoint coz mamirira vese vakadzi and vana avo vari vulnerable to abuse by step moms i respect that??

[03/10 8:01 pm] Sisi Vee: ???

—————–
[03/10 7:29 pm] Cover B014 : Shit murume uyo. Ndanzwa hasha shiti

[03/10 7:33 pm] Sisi Vee: Iiiiii taurai henyu ….zvakaoma idi

[03/10 7:34 pm] Sisi Vee: Mheno kuti aitei mukadzi uyo

[03/10 7:51 pm] Cover B014 : Mmmm chero atadza

[03/10 7:51 pm] Sisi Vee: Depending kuti atadzei…

[03/10 7:52 pm] Cover B014 : Mwana ndiye anorohwa
Mukadzi anotsiurwa nenzira dzake shamhu kana

[03/10 7:53 pm] Sisi Vee: Kekekekeke so mukadzi akakinditsa mwana wenyu step child botsakufa munotsiura nemuromo ??

[03/10 7:54 pm] Cover B014 : Yah zvinoenderana

[03/10 7:54 pm] Cover B014 : Mareva idi

[03/10 7:58 pm] Sisi Vee: So regai titsvage kuti uyu aparei

[03/10 7:58 pm] Cover B014 : Zvakanaka

[03/10 7:58 pm] Cover B014 : Tinozonzwa kubva kwamuri

[03/10 8:07 pm] Sisi Vee: ?

VIDEO