Guva rake rachererwa pakati pemusha by her relatives ari kuramba kumukotsa hazi wozorora munyama basi but mweya wako ngaumuke uchitsvaira paruwanze mangwanani nekugeza mapureti I think.

“Well in most cases it is the evil women anodzinga umwe mukadzi paumba kuti wamitiswa ngehama yedu or mwana wangu . Weird as it is ndozvaari akadzi azhinji utsinye kuamwe akadzi kudai ivo ozomitiswawo pamwe odzingwawo and start complaining asi iwo akadzingawo umwe mukadzi.Kutadza kufunga chaiko kweanhu iwona aya…utsinye chaihwo ” said sisi Vee.

www.musvozimbabwenews.com

To join group or send news etc please Whatsapp : +447565 446999

Email : musvozimbabwe@gmail.com