*Sent to musvozimbabwe*

“Hanzvadzi kwaitika mashura here in Norton

Bertha Chimutu, vane family that runs Journey Man Bar in Norton kuma Barber paKatanga has been stabbed to death by her ex husband Nhamo this morning around Ngoni Service Station area achibva ku Karina ku jogging

Ex husband ambotiza but abatwa akutopacker his bags kuda kudzokera kuSA apa he is married.

Reason for the murder not yet known but vamwe are saying Bertha anga atiza munhu uyu kuSA.

[03/05 8:33 pm] HRDV Sisi Vee 2: Update on Bertha Chimutu murder.

“Shame .Learn to work for your survival fellow women.A man is not an ATM.No wonder muchizourayiwa.Munodya varume and then dumb them mapedza kuzunza muzhanje. Zvinorwadza.Empower your brains not your vaginas and buttocks” Said sisi Vee.

Talking to sisi Vee another source said ,

” Baba avo vanonzi Nhamo Mafundera vakadyiwa zvekuti. Vaishainira first wife,vakakura vachitambura saka pavakatanga kuita zve fishery vakange vakutsvagana nevakadzi hobho. Bertha akatobviswa pamurume wake aishanda kuPelhams ndokusiya imba achinogara nababa ava vane mwana 1 musikana.Saka mari payange yakupera musikana akati haachada baba ava ndokuita BP vakati vagara vaine shanje saka hanzi vaitomufonera vachiti ndiri kuda kukuraya.

Saka abatwa achinzi ange achibva kumorning jog ndopaauraiwa.Vamwe vari kuti abatwa nechikomba vamwe vachiti hanzi akaba mari negumbeze kuno kuri kubuda zvakawanda. Ndamboisira hanzvadzi yacho message kubvunza zvaitika but haasati apindura”