[22/12, 3:22 pm] Nice: Sisi Vee. Tatelicious uyu angabatsirike sei? Dai matsvaga contact ya mai vake mambonzwawo pfungwa dzavo. I know u can do that. Ini I’m a very open minded person Sisi Vee and I believe munhu wese aneka level kake of madness and becoz of that should be allowed kakupengawo so. Ini chaiye kana ndambonwa kawine ndinombotamba ndiripameri pemirror ndichizvinakidza hangu or at times I talk to myself in the comfort of my house behind closed door. I think tese tinomboita kakurasika pfungwa. However Tatelicious uyu avakuda help. What she’s doing is now beyond madness. She’s a lunatic akutoda mapiritsi kuti abatsirike. And somehow I think haana kukura achiwana rudo rwaamai. She is getting worse and worse and its sad to see munhu achiita like this Sisi.
Ndandisati ndawona video rese sisi hahahahaaha Sisi imika hahaha hanzi dako rapfidza nemota dze AIDS aiwa Sisi come to think it uyu she is beyond repair. Akuna kana piritsi ringamubatsirai.
Hahahaha Sisi I have just died wooooooo bury me please不不不不不不
Ma love nema likes mmmmmmm

[22/12, 4:20 pm] Sisi Vee: Hey sisi zvakaoma idi. Last time ndakambotsvaga contact yamai acho paya when I got so worried.I then went on to learn kuti akambopenga. Akambopenga zvemashuwa shuwa sisi kutodambuka pfungwa chaiko and she was detained kuward kuzimbabwe .Am sure hazvina kupera 100% so anotopenga zveshuwa chaizvo not zvekamoment of madness. It’s so sad pane vanomupembedza .

[22/12, 4:23 pm] Nice: Hooo OK. Saka haisi mhosva yake now I understand. But kuSweden kwaari hanty Sisi? She goes to work hanty?

[22/12, 4:28 pm] Sisi Vee: Kusweden ehe . Ndakazwa kuti haashandi. Remember mungezi uya exboyfriend yake not exhusband uya wekumufumura uya adyirwa mari yecharity by Tatenda Tatellucious …he said haaseenzi anopihwa mari nesocial services
.
[22/12, 5:21 pm] Nice: Oooh noooo

VIDEO