Zanupf Eric Knight said to be chatting nethis woman and even sending her his musvo. He has denied it’s him and claims it’s photo shop. He has however said the phone number is his.What ever photoshop and how it was photoshoped. Kunyadzisa kwazvo.Kungoti mazanu haana nyadzi kekekekeke seka hako wasu. Why would anyone cook such lies about a zanu whose reputation is already tarnished anyway by just being a zanupf supporter. Hakuna utsvina hunopinda supporting zanu.

It looks like Moira Knight has said it all about her zanupf father

Zvimazanu zvenyu zviya kekekekeke seka hako wasu.Am sure dzanga dzatotoucher paya paya when he publicly declared his support for zanupf and Mnangagwa Ndakatoona kuti dzatodambuka.

Iyazve ini apa ndiri kutofunga kuti zviri kufamba mudzimba umu nangwisa muri kugara nembwa for the sake of mrs. Some of you munoseka nekushora your sisters asina arume akatadza kugara nembwa kekekekeke seka hako wasu chionai manje. Better munhu kurara wega semombe with peace of mind pane kurara nembwa masquerading as a husband kekekekeke but is this real ? Shuwa mukore uno murume mukuru to cheat on whatsapp ere moreso ex public figure . Kutadza kufunga chaiko typical of mbwende dzezanu kekekekeke .Apa uone kamboyo kacho kari kuvhairwa ndiko kakaperezeka kakasvava . I doubt kanomira kana 10 seconds. Tumboyo twemazanusoka kutozviti General kekekekeke General Kamboyo if you ask me.

If it’s true which is very likely zvakamuomera muzanu uyu .Apa mai is being emotionally abused by a cheating husband apa iye Moira being physically and emotionally abused by that sir calaz her cheating hubby anomurakasha. Shame . Well, most likely the zanupf cheating rider is lying that the screen shots were photoshoped. Hapeno pedzeranai ikoko kumazanu kwenyu.Kana zvanetsa mosvitsana kwaDr Ambi it will work for you. Kwandiri usatambosvika hako it will not work ” Said sisi Vee