So sad idi kushaya nyadzi in public to this extent . I heard her mother in’anga. I think pane zvavakachekera mwana . Dai Mwari vamuitira nyasha. I was so pained when I heard kuti akadzingwa kuZaoga church Ireland. That was a golden opportunity for her to change but demon racho was too strong for church. Imagine church kudzinga munhu auya kuchurch to pray. Zviri paari zvikuru.

VIDEO