I dont understand why we never learn .

[21/02, 9:33 pm] Sisi Vee: Thank you so much hanzvadzi ?? eish people never learn . Obvious things thats what they do shuwa magetsi anoziikanwa kuti hapatambirwi vachiri kuba copper mukore uno. Mavideos anotenderera paapp mangwana mangwana ekubatwa nemagetsi and they still do it.Munhu mutema never learns

[21/02, 9:34 pm] Courtesy: vanhu havadzidze sis vanoita desperate zvekuisa life yavo at risk kudaro

[21/02, 9:36 pm] Sisi Vee: Zvinoshamisa. Same issue yevakadzi vevanhu and people never learn despite seeing videos vamwe vachirakashwa. Same nehiv instead yekuti vanhu vachinje behaviours unozwa vachiti chisikafi chinyi

[21/02, 9:37 pm] Courtesy: ?????chete these days zvanakira kuti pane ma fon macamera arikushanda chaizvo

[21/02, 9:41 pm] Sisi Vee: ??? exactly

VIDEO 1

 

VIDEO 2

VIDEO : 3

VIDEO  4