I am Zaoga church elder Zecs Perai 😨 Musvo images : Said to be Zaoga church elder Zecs Perai ” Please advise this woman to delete the images before this musvorologist grabs a screenshot. Munoritangira mucourt goredzva because of a botched love affair. Zvasiyana neactivism yaunoti uri kugadzirisa nyika. You need to be extra careful about what you post in your whatsapp groups and what you say after you post. Don’t post and leave indisputable evidence that you are the woman who posted his musvos after a failed relationship.Mapusurei akadai dii fellow Zimbabweans. I remember sometime in 2021 sharing a so called Zimbabwe law banning posting people’s musvos on eg whatsapp etc. What this musvorologist can do is get a screenshot of the images and the poster’s number and report to ZRP. According to the said law, the musvorologist will win. This is common sense 👇🏽 Use an unknown other code number and post as if you are someone ari kufumura. In any case the woman is not innocent so hapana chinofanira kumurwadza. Zvimwe zvinongodawo common sense. Isu tinondotenderedzawo as per our mission and vision . Ndimi munonetsana kumacourt ikoko ——– Hello …Honaiwo mashura aiswa mugroup rekuchurch…… elder vanyadziswa avo🤦🏽‍♂️🤦🏽‍♂️ “Zaoga ndati nditore mukana uno kufumura Zecs Perai mhombwe yemakore neni ichinyepera kunamata murume uyu ndine mwana naye ave mu grade one achihura neni achindinyepera kuti achandiroora nhasi uno Kna mwana haasi kuchengeta ndiyo dzidziso yenyu here ma Zaoga kushatisa zita rechurch ndoda kuti muzive chokwadi gore risati rapera baba ava ihure remakore moyo wavo wakaoma izvozvi vave kudanana zve nemukadzi waMuchemwa builder wavanoshanda naye pamusoro pezvo vanokwereta mari yangu havadzosi ndati muzive mifananidzo irikutevera iyo ndeyavo neni Kna varamba ndinotumira zvimwe changa chiri chishuvo changu kuti vafundisi vake vazive Kana vaine nharo ndoisa ma video tichiita bonde racho kunyepera kuda Mwari Umo mu bedroom mangu tichifara na Elder venyu Murume Mukuru asina hunhu mwana kusvika grade 1 achinyepera kuti anondiroora hee ndicharamba mukadzi wangu nhema dzoga.”