Anderson is said to be 50 years old, married with 5 children with an 18 year old child as well. He was chatting with the girl’s mother and was trapped.

” Kukwira ndege kubva kuZimbabwe kuenda kuUK koita ubenzi , an engineer for that matter . Ini ndinotozvishairwa pazvo. MaZimbabweans zvokwadi bodo. Zvakaoma idi . Hazvitozwisisiki. Hapeno imi woye . Chimboitai ini ndaserenda hapeno kuti tinombofunga sei. Amwe at least madrugs anoita vaite weird behaviours. Tinonyadzisa zvekuti no wonder nyika iri sewage. Kundofunga musvo pese pese. Whatever the sewage laws say 18 years mwana.Amwe arume ari kuti chinja iye uri busy dreaming about sexing an 18 year old.What an idiot. Tsvee zveuengineer . Mukadzi webenzi haana mufaro. ” Said sisi Vee.

VIDEOS: