” Thank you so much for giving him his size. Magona stereki kuranga benzi. In future ask them to undress then tofumura musvo too. So sad we never learn. I have lost faith in human beings. So many videos dzekurangwa because of vakadzi vevanhu dzinotenderera woona rimwe benzi riri kuzviita. Mweya yetsvina chaiyo inovhara pfungwa. Hakuna kupata kwakadai. Mukore uno kuita zviro zviri kurovesa 🙌🏽. No wonder nyika iri sewage. Kundofunga chihure basi 🤢” Said sisi Vee. VIDEOS: