“The lost generation , politically , socially, spiritually, economically and socially.Shame , so sad. “Ndinotoshaya shumo yazvo.Anamakoti emazuvano 🙌🏽🙌🏽 ngatei hayi zvimahure zvega zvega zvakazara mumhatso . Muri kumbodzionepiko mharapatsetsetse idzi , I wonder. Kutsverudza kwazvo. Hapeno amuna woye , zvakaoma idi. Imbwa ere iyo , very beautiful , more beautiful than the cheating star. Yatorembawo ndizvo and watching and listening hayo waiting for a fight 🐕 💋. I bet yakagwauta to rescue the cheater. May God be with the dog ” Said sisi Vee VIDEO: