[15/11 6:45 am] Cover D013: ???the president is safe n sound…wats the meaning of this…aah Zimbabwe ndaitadza..so all this was to protect the president not to remove
[15/11 6:46 am] Sisi Vee: ?? sewage nation sewage people zvimbwa zvezanu zvese izvi zviri kuguta hapana zvazvinoita Mugabe.
——
✍?✍?[15/11 6:39 am] Cover D0a1ze: Hy sis
[15/11 6:41 am] Sisi Vee: Hey hanzvadzi muri sei
[15/11 6:43 am] Cover D0a1ze: Ndiri bhoo sisi ndoda kutaura pamusoro pezvikuitika izvi hamuone here kuti inzira yekutyisa maZimbabweans chimbifungai vana sekuru kumamisha vanenge vave kutoti hondo yadzoka
[15/11 6:45 am] Sisi Vee: Ehe I think so good …just putting fear muvanhu .makamboonepi coup yakadai
[15/11 6:48 am] Cover D0a1ze: Taurai zvenyu right now they are only playing chimurenga songs to install fear or to remind our fellow Zimbabweans that nyika yakauya neropa hapana coup yekedero kkkk
[15/11 6:50 am] Sisi Vee: Kekekekekeke they will never coup mugabe pachawo
[15/11 6:51 am] Sisi Vee: Am still waiting for a miracle
[15/11 6:51 am] Cover D0a1ze: Kkkkkk regai timbona kuti tosvika kupi
[15/11 6:52 am] Cover D0a1ze: Munhu wese
[15/11 6:54 am] Cover D0a1ze: Just kungokupai ??? dzenyu news updates makuseri
[15/11 6:54 am] Sisi Vee: Taurai henyu ?? thank you regai tione circus
VIDEO 1 Chiwenga
VIDEO 2 Moyo