A shameful Zimbabwean soldier Collins Chirombo is in the thick of it after it emerged that he impregnated a 15 year old girl.
Sisi Vee has since communicated with the mother and the soldier.
[28/09 3:16 am] Mother Soldier Case: Murisei sisi Vee
[28/09 3:33 am] Mother Soldier Case: Sisi Vee ndini ndakakumbira number dzenyu kufacebook ndinenyayawo yemwana wangu yandirikuda kuti mundibatsirewo
[28/09 3:48 am] Mother Soldier Case: Mwana wangu anogara na mai vangu uye ane15 years akamitiswa nemumwe mukomana musoja ane 29yrs zvadaro mwana wangu akaudza mukomana kuti ndanenhumbu akatanga kumutuka ndobva audza vanatete vake kuti ndozviripo vanatete vaye vakafonera mukomana vachiti tirikukusungisa akatanga kuvashaudha achivaudza kuti mutemo kumba kwenyu endai muone ndikasungwa ndopavakazondiudza kuti ndozviripo ndobva ndati mwana arepote ndobva aita saizvozvo mapurisa akati atange aenda kuharare hospital anoitwa matest ezvese ndobva aenda akanoitwa zvese adzoka mapurisa ndobva abata mukomana uyu nesaturday then monday nyaya yaufanirwa kuenda kucourt zvikanzi haichaenda kucourt nekuti nyaya yakawithdrowiwa uye mapapers ako haasisiri pano atova kuborrowdale apa akanga arepota pachinamora nezuro ndobva adzokera futi achinoda kunzwisisa kuti zvakafamba sei vakamuti aende kuborrowdale mukomana uye akatobudiswa so ndokumbirawo help sisi Vee kuti nyaya yakadai ndoiita sei mukomana akabva atanga kusenda masms achiti amokumbirawo ruregerero achingotaura taura zvakawanda wanda so mdiudzeiwo ndorepotera mupurisa aiita nyaya iyi here uye ndinorepota kupi kumapurisa kwacho vachidai
[28/09 3:49 am] Mother Soldier Case: Sorii nekurebesa kwenyaya
[28/09 11:28 am] Mother Soldier Case: Anogara kuDomboshava case number ndichati varikumba vanditumire sezvo ini ndakadzo kubasa ndogara kuS.A mapapers ndakasiya kuZim
[28/09 11:29 am] Sisi Vee: Ok .moti vatumire.Zvakaitika riini?
[28/09 11:31 am] Mother Soldier Case: Last week ndopatakarepota nyaya mukomana akatombosungwa saturday monday pavaifanika kuenda kucourt bvaabudiswa
[28/09 11:39 am] Sisi Vee: Ehe ok you mean last saturday and monday day before yesterday?
[28/09 11:50 am] Mother Soldier Case: Yes Sis
[28/09 1:37 pm] Sisi Vee: Ok sisi leave it with me xx
[28/09 2:51 pm] Mother Soldier Case: Thank you.
Sisi Vee investigating wrote to Collins Chirombo and had this discussion
A very good morning to you Mr Chirombo.I hope I find you well.It’s sisi Vee.I write stories. I was sent the information below.Would you please care to explain why the case did not go to court? Your response will be greatly appreciated.
[28/09 3:16 am] Mother : Murisei sisi Vee.
Sisi Vee ndini ndakakumbira number dzenyu kufacebook ndinenyayawo yemwana wangu yandirikuda kuti mundibatsirewo.
Mwana wangu anogara na mai vangu uye ane15 years akamitiswa nemumwe mukomana musoja ane 29yrs zvadaro mwana wangu akaudza mukomana kuti ndanenhumbu akatanga kumutuka ndobva audza vanatete vake kuti ndozviripo vanatete vaye vakafonera mukomana vachiti tirikukusungisa akatanga kuvashaudha achivaudza kuti mutemo kumba kwenyu endai muone ndikasungwa ndopavakazondiudza kuti ndozviripo ndobva ndati mwana arepote ndobva aita saizvozvo mapurisa akati atange aenda kuharare hospital anoitwa matest ezvese ndobva aenda akanoitwa zvese adzoka mapurisa ndobva abata mukomana uyu nesaturday then monday nyaya yaufanirwa kuenda kucourt zvikanzi haichaenda kucourt nekuti nyaya yakawithdrowiwa uye mapapers ako haasisiri pano atova kuborrowdale apa akanga arepota pachinamora nezuro ndobva adzokera futi achinoda kunzwisisa kuti zvakafamba sei vakamuti aende kuborrowdale mukomana uye akatobudiswa so ndokumbirawo help sisi Vee kuti nyaya yakadai ndoiita sei mukomana akabva atanga kusenda masms achiti amokumbirawo ruregerero achingotaura taura zvakawanda wanda so mdiudzeiwo ndorepotera mupurisa aiita nyaya iyi here uye ndinorepota kupi kumapurisa kwacho vachidai.
[28/09 8:18 pm] +263 77 450 6546 Collins Chirombo : Munogara kupi sis vee
[28/09 8:31 pm] Sisi Vee: Ndiri kuUK hanzvadzi but ndinobva kwaMutare
[28/09 8:33 pm] +263 77 450 6546 Collins Chirombo: OK sis vee
[28/09 8:33 pm] Sisi Vee: So whats going on hanzvadzi?
[28/09 8:35 pm] +263 77 450 6546 Collins Chirombo: Am stuck on lonely corner with tears flowing slowly
[28/09 8:38 pm] Sisi Vee: Really hanzvadzi? Am here to help too.We all make mistakes ..the most important thing now is to accept , ask for forgiveness , surrender yourself for justice to prevail and learn from the mistake .
[28/09 8:39 pm] +263 77 450 6546 Collins Chirombo: OK sis I will do so
[28/09 8:40 pm] +263 77 450 6546 Collins Chirombo: But your post betrayed my reputation
[28/09 8:45 pm] Sisi Vee: May God be with you hanzvadzi.So are you going to surrender yourself to the police or what ? As you can see nyaya haiperi to the family as long as they dont see justice prevailing that’s why yatozosvikawo kwandiri.Plus you dont want to be living a life yamunofamba muchicheuka cheuka.
The post is because I was looking for you .The mother’s message pained me .So that’s what happens too if you don’t surrender yourself for justice . I do apologise for the post.
[28/09 8:51 pm] Sisi Vee: Hanzvadzi
[28/09 8:58 pm] Sisi Vee: Do you want me to refer you to someone who can help you to pull through this ordeal?
Meanwhile the mother has sent sisi Vee a new message from her child where she is saying she loves Collins .Obviously Collins is coaching the girl to say such words thinking he will evade justice.
[28/09 9:28 pm] Mother Soldier Case: Sisi Vee mwana wangu anenge afurirwa hameno vatorana kutaura kuno vatori vese honai sms yaandisendera?
[28/09 9:29 pm] Child: Mama matanho amakutora kana Collins akanwa poison neni ndinonwawo coz ndinomuda handiende kumapurisa musare mugare zvakanaka kana munhu achikumbira ruregerero ozviuraya here nyika ino igoti kudii mwana wevanhu azviuraya, handisi kwagogo ini ndiri kwana Collins kwete pamba pamunoziva ini ndinomuda
[28/09 9:31 pm] Mother Soldier Case: Iyo?apa masikati aswera kumapurisa kuti nyaya yake ienderere mberi apa akuti ndakumuda
[28/09 9:34 pm] Sisi Vee: Oh my God .Afurirwa.Ndipei address yekwaari sisi
[28/09 9:35 pm] Mother Soldier Case: Hakuna maadress vanogara kumanew stands ekudomboshava haasati anemaadress
[28/09 9:39 pm] Sisi Vee: Panoda kutumwa mapurisa ikoko .Pane ari kumusha here anoziya pamba pacho tironge nemapurisa vaende ikoko …but panenge paakutobuda mari iya too yemapurisa sisi.you know them panyaya yekuti havana transport etc.
[28/09 9:40 pm] Mother Soldier Case: Ok regai ndione kuti ndiyani angaenda navo
[28/09 9:41 pm] Sisi Vee: Ok .am talking to the guys who can go navo too izvozvi
[28/09 9:41 pm] Mother Soldier Case: Ok
More to follow.