Video : Singer Rodney Mashandure (Jah Master)  kicking a dancing fan off stage…and apologises ” We all make mistakes and it takes a courageous person to humble themselves and apologise no matter the reason for the apology. Chikuru is the humility to apologise whether fake or genuine apology. Very well written apology. Learn from the mistake. What a very heartfelt perfect resolution. Whoever advised you or forced you to come to such a great resolution is of great value in your life. If it is your own decision ndokugona chaiko. Learn from the mistake and error of judgement and stop taking intoxicating substances if you are.The future is very bright to those who humble themselves, those with common sense like you and those who don’t do drugs. Kusara chaiko. I had no clue who Jah Master is . Just learnt today. The problem with this digong music is it is infested with people who lack effective reasoning capacity due to lack of acceptable formal and informal education courtesy of Zanupf destruction” Said Sisi Vee Jah Master “Makadii Ruzhinji Rwe Zimbabwe . Ndinonyara kuuya pano mangwanani ano nekuti ndakaita zvinonyadzisa ndakaita zvisingatarisirwe kubva chero kunani zvake. Zvandakaita Hazvina kana justification asi ndati ndiuye pano ndichikumbira ruregerero. Ndiregerereiwo nezvandakaita zvinonyadzisa ndinoda kuuya pano ndichivimbisa kuti hazvife zvakaitika. Naizvozvo nhasi ndiri kunotsvaga mkomana uyu and make sure medical checks are done kuti paonekwe kana asina kukuvara and also all proceeds from the show will go to him as compensation. Takataura naye after show and I Apologised for my behavior handiziye ndakapindwa nei. Ndiregereiwo mundipewo zuva rimwe kana maviri ekugadzirisa mhosva yangu iyi. Ndinotenda vese Vari kunditsiura uyezve vese Vari kuisa ma message mu inbox ikodzero yenyu nekuti Zvandakaita izvi zvinhu zvisingatarisirwe uye Hazvina hunhu. Ndichazodzoka pano ne update kuti inenge yava papi nyaya iyi. Muve nezuva rakanaka”   VIDEO 1 : The Kick VIDEO 2 : Bright the fan