✍?✍? This is hule behaviour . Zvimahure izvi even dressing yacho etc and yes dressing yechihule hule is different from dressing yedecent women.

—–

[23/02, 12:06 pm] +27 67: Sisi i know these girls avasi mahure havo. This video vakaritukira muGroup matiri tese vachitofara nesu. So pane mskana akavenga mutsvuku uyu ndiye ari kufambisa video achiti mahure eJoni

[23/02, 12:10 pm] Sisi : Hi muri sei. You mean the girls vari kuti tinosvirika haasi mahure ere.

[23/02, 12:10 pm] +27 67 : Ahasi mahure. Mukaterera sing yaDhuterere yavarikuimba anoimba sekudaro pavati *kusvirika*

[23/02, 12:11 pm] +27 67 : Ari kufambisa video akavengana neThis girl mutsvuku tsvuku wacho

[23/02, 12:12 pm] Sisi : Maface avo ndechihure , mapfekero avo ndeechihure and what they they are saying ndezvechihure. You dont need any of their haters to convince kuti mahure

[23/02, 12:12 pm] Sisi : Vari kuimba vega zvechihure

[23/02, 12:13 pm] +27 67 : Inini ndiri kutaura from a view yemunhu anoziva vanhu vari paVideo and munhu ari kufambisa video sisi. Yes people have different opinions to everything its common

[23/02, 12:16 pm] Sisi : Ini ndiri kutaura from view yevideo yezvandaona and heard …what they are singing . Who sings such indecency .Didnt even know pane ari kutotiwo mahure. If you notice ini I always comment about zvandiri kuona not zviri kutaura vamwe. So ndaona mahure in this video and heard mahure singing

[23/02, 12:18 pm] Sisi : Vanoimbirei zvechihure kana vasiri mahure

[23/02, 12:24 pm] +27 67 : Are we still talking about dressing in this day age Sisi. I think in the era yatiri ava vakatopfeka sezvo vaive kuPool party. So ndeyeGospel haisi yekubhawa

[23/02, 12:25 pm] +27 67 : Song*

[23/02, 12:25 pm] Sisi : I have no time to waste on mahure hanzvadzi. I’m a very busy person with better things to use my precious time on ????

[23/02, 12:25 pm] +27 67 : Ok iribhoo moswera bhoo

[23/02, 12:26 pm] Sisi Vee: You too hanzvadzi. Mazvita. Take care

 

VIDEO