[02/06, 19:53] : Tipeio nyaya ye14 yr boy old auraiwa guys so sad
[02/06, 19:54] : Nyameni
[02/06, 19:54] Hanz akacatcher bbe bvaatadza kubhadhara
[02/06, 19:55] : Form 2 boy kucherutombo
[02/06, 19:55] : Aika
[02/06, 19:56] : 14yrs imagine
[02/06, 19:56]: Momz vakatorana nemwana kubhawa kwakuenda naye kumba kwavo ska anenge azotadza kubhadhara here ndobva vamurova musoro bva afa kwakusiya vakamuvhara nemagumbeze mumba apa mai vavari kuchurch kumasvingo
[02/06, 19:56] : Mukadzi wacho atosungwa nhasi kucherutombo.