๐Ÿ˜จ Musvo images : Musvorologist Victor Fungai Chikuku having affair with married woman and sending her his musvos. Husband gets wind of it and challenges Victor. Victor blocks husband.

” Zvakaoma idi. Hapeno imi woye. I now think maybe kurova such men kungabatsira kuti nhubu idzi dziite mushe. Mukadzi it’s obvious she is Mrs Hule . *Musarove akadziba* , just get the Mrs Hule to the highway. ”

[16/06, 5:46 am] Cheated Hubby Source: Hi musvo news
ndandichikumbirawo kubvunza kuti kupublisher manudes pictures emunhu paFacebook or whatsapp groups munoda marii

[16/06, 6:48 am] Cheated Hubby Source: Munhu uyu arikudanana nemukadzi wangu achimutumira manudes pictures

[16/06, 12:09 pm] Musvo news: Hi maswera sei . Really. ALL musvo news is FREE . It is sexual immorality activism – charity work to STOP the immorality so feel free to send all details. Thank you so much for your courage to stand against the rot

[16/06, 12:10 pm] Cheated Hubby Source: Okay thank you Sisi Vee regai ndisende

[16/06, 12:10 pm] Musvo news: You are welcome .Ok mazvita tumirai ndimupe size

[16/06, 12:11 pm] Cheated Hubby Source: Anonzi Victor Fungai Chikuku
Phone number +263…….(deleted by sisi Vee)

[16/06, 12:14 pm] Musvo news: Ok noted

[16/06, 12:15 pm] Cheated Hubby Source: Thank you so much Sisi Vee ndiripamaone right now ndirikushaya zvekuita

[16/06, 12:17 pm] Musvo news: You are most welcome hanzvadzi . So sad . I hear you hanzvadzi haisi nyore.

The reality is once trust is gone is gone plus cheaters are NEVER to be trusted and have some sort of evilness and no conscience.

[16/06, 12:18 pm] Musvo news: You have to make the BEST decision. Atii mukadzi wenyu. Is he married too iye Fungai uyu

[16/06, 12:23 pm] Cheated Hubby Source: Mukadzi wangu aripo tine vana two tese so vana vachiri vadiki wekutanga ane 5years wechitwo ane 2years so ndanga ndafunga kumusiya mukadzi asi ndakazoona kuti vana vangu nemadiro andinovaita havafanirwe kukura mai nababa vasiri pamwe chete so mukadzi wangu ndakamupa decision yekuti kana uchiri kuda imba yako ndiwe uchaziva kuti unorambana sei nemunhu wako so mukadzi akandikumbira ruregerero ndikamuregerera asi ndakadzamirwa ndinoda kudealer neuyo akanyenga mukadzi wangu achiziva kuti mudzimai wemunhu akanyepera mukadzi wangu kuti muCID so ndacheker neCID vati hakuna munhu akadaro

[16/06, 12:25 pm] Cheated Hubby Source: Ndamutumira izvo abva andiblocker

[16/06, 12:28 pm] Musvo news: Uuummm hanzvadzi zvakaoma. Kungoti at the end of day it is your decision BUT mukadzi wenyu uyu muchero wemusango NOT knowing hangu kuti have you cheated before akamuregerera , because dzimwe dzimba ndomamiriro azvo

If you havent cheated as well moregerera such kind of behaviour because of vana in future you will come back to me and say sisi I cant forget. You will NEVER know peace of mind again kugara necheater

[16/06, 12:29 pm] Musvo news: 95% chances are she will cheat again and you might NEVER know again or she has cheated before and you didnt catch her

[16/06, 12:30 pm] Cheated Hubby Source: Ndakatarisa vana ndikanzwa tsitsi zvekuti izvezvi ndakaomerwa chamataura ndicho chokwadi chizere thank you so much ๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป

[16/06, 12:34 pm] Musvo news: I hear you . It’s very unfortunate. You are most welcome hanzvadzi. Ndiripo kutaura chokwadi not kubhabhadzira ngemanyepo. Also always remember that mukadzi anogona kungofa akasiya vana or anogona kungomuramba imimi vana vakasarazve without a woman. You need a wife and a mother for your children not a woman and a hule for your children. Best wishes hanzvadzi ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ

[16/06, 12:35 pm] Cheated Hubby Source: Thank you again Sisi๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป mashoko amataura akakoshesesa kwandiri

[16/06, 12:35 pm] Musvo news: You are welcome hanzvadzi.