” Not sure arakashirwa dzei. Ndaomawo moyo these days fellow Zimbabweans.Been trying since 2005 to raise awareness , help etc but kupedza nguva.MaZimbabweans haabatsiriki. Kwedzinorohwa matumbu. Kubangoti campaign ipi neipi hapeno chimboitai.Isu tiri kumboita zvemachangani bag kuno kuUK.

Ndokumbira moyo wanguwe , moyo wandanga ndiinawo . Ndaiti kana ndikaona ndosimuka ndobatsira , ndaiti kana ndikaona ndochema ndobatsira . Ndotsvakawo moyo wangu kani, moyo wandanga ndiinawo. ” Sang sisi Vee.

[23/10, 11:45 am] Lovely sisi: Sisi Vee

[23/10, 11:45 am] Lovely sisi: This has happened ku Warren park kwandogara

[23/10, 11:46 am] Lovely sisi: Andimuzive munhu uyu but zviri kutotaurwa pagroup

[23/10, 11:46 am] Lovely sisi: Warren park D

[23/10, 11:46 am] Lovely sisi: Sisi I know only you can make this man rot in jail

[23/10, 11:46 am] Lovely sisi: Please please do something

[23/10, 11:47 am] Lovely sisi: Its so sad

[23/10, 11:58 am] Lovely sisi: From those chats sisi you will see pane hama yake.

[23/10, 4:10 pm] Sisi Vee: Hey my dear sisi maswera sei maiwe ??. Havazwi tsitsi kana tichitsiura vanototuka vachiti kuda kuparadza relationship or imba yangu vototi ijerasi. Makamboona nekuzwa vachiseka vanhu vakangwara vasina varume ere sisi kekekeke. Siyai zvakadaro vamwe vake vaone kuti kana tichitsiura tichiti better alone harisi jerasi iwisdom. Vazhinji vari kufira mahara sisi but havazwi .

[23/10, 4:11 pm] Sisi Vee: Mazvita sisi kekekeke ndiri kutozvitsvakira hangu mari ini.

[23/10, 4:12 pm] Lovely sisi: Very true.

[23/10, 4:14 pm] Sisi Vee: Ehe sisi kekekeke ngavamamiswe

[23/10, 4:14 pm] Lovely sisi: They laugh at vanhu vari single

[23/10, 4:14 pm] Sisi Vee: Stereki sisi vachituka amama

[23/10, 4:15 pm] Lovely sisi: Kuita kunge being in marriage is an achievement

[23/10, 4:15 pm] Sisi Vee: Exactly sisi remember I used to post a lot about it vanovhaira zvekuti

[23/10, 4:15 pm] Lovely sisi: Apa marriage dzacho ndedzemuromo pasina cent rakabviswa. Kuchaya mapoto

[23/10, 4:15 pm] Lovely sisi: Yes I do

[23/10, 4:16 pm] Lovely sisi: Kuno kughetto most “married” couples are not even married kungogara vese kuitisana vana ndiyo marriage yacho?

[23/10, 4:16 pm] Sisi Vee: Kekekeke ehe sisi vachigara nembwa mumba kufira mrs. Ndakasiyana nazvo zvekuvabatsira sisi

[23/10, 4:17 pm] Lovely sisi: Apora unowona achidzokera ikoko

[23/10, 4:17 pm] Lovely sisi: Hanzi ange akadhakwa akati haachazviite futi???????

[23/10, 4:17 pm] Sisi Vee: ??? ehe nekurohwa . Ehe sisi anodzoka then iwe wotoita sebenzi

[23/10, 4:17 pm] Sisi Vee: ??? ehe

[23/10, 4:17 pm] Lovely sisi: Vakadzi takapata brain???

[23/10, 4:18 pm] Sisi Vee: Kusvikira afa

[23/10, 4:18 pm] Lovely sisi: Pfungwa tinoisa on pause

[23/10, 4:18 pm] Lovely sisi: ??‍♀️

[23/10, 4:18 pm] Lovely sisi: And these men know it

[23/10, 4:18 pm] Lovely sisi: That’s why they abuse us?

[23/10, 4:18 pm] Lovely sisi: We let them

[23/10, 4:19 pm] Sisi Vee: Ehe sisi inini sisi dai vasingaseki nekunyomba single women ndaizwa tsitsi. Ndivo vanototanga kuti mvana isina murume

[23/10, 4:19 pm] Lovely sisi: Uchirohwa, uchimuchengeta asina help in your life

[23/10, 4:19 pm] Lovely sisi: Mmm

[23/10, 4:19 pm] Sisi Vee: Ehe sisi they know there are many stupid desperate for mrs women out there

[23/10, 4:21 pm] Lovely sisi: Sad sad indeed

[23/10, 4:22 pm] Sisi Vee: Vamwe mahure vanodya mari dzevarume havadi kushandisa brain nemaoko vanoshandisa magaro nemusvo . Ukatsiura unotukwa

[23/10, 4:25 pm] Sisi Vee: Aidirei munhu wemadrugs ? ??. Honestly who doesnt know behaviour dzevanhu vemutoriro. Looks like she was trafficking drugs as well ini ndichitambura necampaign

[23/10, 4:26 pm] Sisi Vee: Ndozvinoita dzimba ?

[23/10, 4:27 pm] Lovely sisi: Izvi zvazara

[23/10, 4:27 pm] Lovely sisi: Kkkkkk Sisi muri pabasa

[23/10, 4:27 pm] Lovely sisi: Ngavaite ?

[23/10, 4:27 pm] Sisi Vee: Kekekeke ehe sisi

[23/10, 4:28 pm] Sisi Vee: Mukatoona ndisina kubatikana chances are very high apihwa size