? Video and images- Zimbabwe man penis skinned for sexing someone’s wife

” Zvakaoma idi . We never learn for sure. Zvimwe zvacho mweya yetsvina chaiyo kutotadza kufunga chaiko kuita as if akadzi asina arume apera. Mavideo anogara achibuda anhu achirakashwa kwakuitawo same thing. Izvozvi after watching this video unoona umwe achienda kumukadzi wemunhu ? So sad. I doubt kana akaita futi musvo. Anozvionera pagroup. Mupei number dzeRed group ….

…but akomana ere musadaro idi ??. Haisi too harsh ere lesson iyi. Siyanai neakadzi eanhu . Imagine kusvika kumba unotii kumukadzi musvo wavhiyiwa vhiyiwa upenyusoka….and to imagine kuti mabasa emusvo apinza munhu mudambudziko rakadai ??. Shame. Hapeno kana akapona. So sad idi ” Sorry hake.

 

VIDEOS