Images : Said to be Theresa Bishau spreading HIV knowingl

” Zvibatei fellow Zimbabweans. Doing musvo is only a few minutes. HIV is lifetime. ”

Hi editor
Ndinyayangu yakaitika gore rino munaMay.
Ndakatanga kudanana nemusikana anonzi Theresa Bishau.

Number dzake idzi +27…….. Ini zita rangu ndinoitwa ……..Ndanga ndichikumbirawo kuti mubudise nyaya iyi iende kuvahu kuitira kubatsira vamwe.

Tichidanana kudaro ndaigara ndakaudza mudiwa wangu kuti tiende tese tonoitwa mahiv test but angondipa mareasons akati wandei.sekuti mwana anonetsa kuenda naye kuchipatara nekuti kunenge kwakazara.so tichidanana kudaro ndaishandisa protection sezvo ndaichira utano hwangu.asi oneday condom rakadambuka radambuka kudaro ndakabva ndabudisa fast asi ndakanzwa musoro wenhengo yangu uchivava zvese nekupisa onetym.ndakabva ndageza.magwana ndri kubasa ndakanzwa mukati memuburungwa mangu muchiruma ndakabva ndaenda kuchimbuzi ndikawona musoro wenhengo yangu wazara maronda epurple.

Ndainda kumba ndakabva ndasvika kumba kwake ndikamutaurira nyaya iyi.takanetsana kwetwo minutes ndikati tofanira kuenda kuchipatara weeknd.ndadzoka kubasa ndakawana atobva kuchipatara achiti atopiwa mapiritsi nemushonga wesiki.so zvakandinetsa kuti panyaya yesiki aenda kuchipatara faster faster why.ini ndakazoenda kuchipatara stday ndikandobaiwa nekupiwa pills.maronda epanhengo akapora asi chasra mudumbu morwadza.

Pafamba chinguva ndakazoona kuti munhu uyu anomwa maarv.panguva yose iyi hatina kumira kushandisa protection. Pandakabata maarv aya ndakapera simba kushaiwa kana chekutaura.on the other hand akabva apa mumwe muface siki then mufasi uyu aitoda zvekumurova kumukuvadza chaiko akabva atiza.izvi zvakaitika mupretoria.now i think ari zim.